Mateo 26:16 - Shona BIBLE16 Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumuisa kwavari nayo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino kubva ipapo akatȿaka ŋguʋa yakafanira yokumuisa kwaʋari nayo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumuisa kwavari nayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo. Ver Capítulo |