Mateo 2:20 - Shona BIBLE20 akati, “Simuka, utore mwana namai vake, uende kunyika yaIsiraeri, nokuti vaitsvaka kuuraya mwana vakafa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 akati: Simuka, utore mŋana namai ʋake, uende kunyika yaʋaIsraeri, nokuti ʋaitȿaka kuʋuraya mŋana ʋafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 akati, “Simuka, utore mwana namai vake, uende kunyika yaIsiraeri, nokuti vaitsvaka kuuraya mwana vakafa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” Ver Capítulo |