Mateo 2:19 - Shona BIBLE19 Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Herode wakati afa, tarira, mutumŋa waShe akaʋonekwa naJosefa pakurota paEgipita, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Ver Capítulo |