Mateo 1:19 - Shona BIBLE19 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Josefa, murume wake, ɀaakaŋga ari munhu wakarurama, asiŋgaɗi kumunyadzisa, wakafuŋga kumurega cinyararire. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Ver Capítulo |