La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 1:18 - Shona BIBLE

18 Kuberekwa kwaJesu Kristu kwaiva kudai: Maria, mai vake, akati aroorwa naJosefa, vasati vasangana, akaonekwa ava napamuviri naMweya Mutsvene.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kuɓerekwa kwaJesu Kristu kwaiʋa kuɗai: Maria, mai ʋake, wakati anyeŋgwa naJosefa, ʋasati ʋasoŋgana, wakaʋonekwa aʋa nemimba noMŋeya Mutȿene.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kuberekwa kwaJesu Kristu kwaiva kudai: Maria, mai vake, akati akaroorwa naJosefa, vasati vasangana, akaonekwa ava napamuviri naMweya Mutsvene.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Uku ndiko kuberekwa kwakaitwa Jesu Kristu. Amai vake Maria vakanga vachangoroorwa naJosefi. Vasati vagara vose Maria akaonekwa ava napamuviri nesimba raMweya Mutsvene.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Uku ndiko kuberekwa kwakaitwa Jesu Kristu. Amai vake Maria vakanga vachangoroorwa naJosefi. Vasati vagara vose Maria akaonekwa ava napamuviri nesimba raMweya Mutsvene.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 1:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios