La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 1:17 - Shona BIBLE

17 Naizvozvo zvizvarwa zvose kubva kuna Abhurahamu kusvikira kuna Dhavhidhi zvaiva zvizvarwa gumi nezvina; kubva kuna Dhavhidhi kusvikira pakutapwa Bhabhironi zvizvarwa zvine gumi nezvina; kubva pakutapwa Bhabhironi kusvikira kuna Jesu Kristu zvizvarwa zvine gumi nezvina.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Naiɀoɀo marudzi ose kubva kunaAbrahama kuȿikira kunaDavidi aiʋa marudzi anegumi namanna; kubva kunaDavidi kuȿikira pakutapxa Babironi marudzi anegumi namanna; kubva pakutapxa Babironi kuȿikira kunaJesu Kristu marudzi anegumi namanna.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Naizvozvo zvizvarwa zvose kubva kuna Abhurahamu kusvikira kuna Dhavhidhi zvaiva zvizvarwa gumi nezvina; kubva kuna Dhavhidhi kusvikira pakutapwa Bhabhironi zvizvarwa zvine gumi nezvina; kubva pakutapwa Bhabhironi kusvikira kuna Jesu Kristu zvizvarwa zvine gumi nezvina.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nezvo zvizvarwa zvose kubvira pana Abhurahamu kusvikira pana Dhavhidhi pane zvizvarwa gumi nezvina. Kubvirawo pana Dhavhidhi kusvikira pautapwa hokuBhabhironi pane zvizvarwa gumi nezvina. Kubvirawo pahutapwa huya hokuBhabhironi kusvika kuna iye Kristu pane zvizvarwa gumi nezvina.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mateo 1:17

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios