Mariko 6:8 - Shona BIBLE8 akavaraira kuti “Varege kutongotora zvomunzira, asi mudonzvo bedzi; varege kutora chingwa, nehombodo, nemari muchikwama. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 akaʋaraira kuti ʋarege kutoŋgotora ɀomunzira, asi muɗonɀo ɓedzi; ʋarege kutora ciŋgwa, nehomboɗo, nemari mucikwama. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 akavarayira kuti “Varege kutongotora zvomunzira, asi mudonzvo bedzi; varege kutora chingwa, nehombodo, nemari muchikwama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akavaudza kuti varege kutakura chinhu parwendo rwavo kusiya tsvimbo chete, varege kutakura chingwa kana tsapo kana mari zvayo mumindya yavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akavaudza kuti varege kutakura chinhu parwendo rwavo kusiya tsvimbo chete, varege kutakura chingwa kana tsapo kana mari zvayo mumindya yavo. Ver Capítulo |