Mariko 6:55 - Shona BIBLE55 vakamhanyira munyika yose iyo, vakatanga kutakura vairwara panhoo dzavo, vakavaisa pavainzwa kuti ndiko kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 ʋakamhanyira munyika yose iyo, ʋakataŋga kutakura ʋairwara panhoʋo dzaʋo, ʋakaʋaisa paʋainzwa kuti ndiko kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200255 vakamhanyira munyika yose iyo, vakatanga kutakura vairwara panhoo dzavo, vakavaisa pavainzwa kuti ndiko kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Vanhu vakamhanyidzana mudunhu iroro rose. Vakatanga kutakura varwere pauvato hwavo vachienda navo kwose kwavainge vanzwa kuti ndokwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona55 Vanhu vakamhanyidzana mudunhu iroro rose. Vakatanga kutakura varwere pauvato hwavo vachienda navo kwose kwavainge vanzwa kuti ndokwaari. Ver Capítulo |