Mariko 6:49 - Shona BIBLE49 Zvino vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakati “Mudzimudzangara,” vakaridza mhere. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ɀino ʋakati ʋacimuʋona acifamba pamsoro peguŋgwa, ʋakati madzimudzaŋgara, ʋakaridza mhere. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 Zvino vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakati “Mudzimudzangara,” vakaridza mhere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona49 Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere; Ver Capítulo |