La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 6:37 - Shona BIBLE

37 Akapindura, akati kwavari, “Imi vapei zvavangadya.” Vakati kwaari, “Tingaenda kundotenga zvingwa nemadhinari ana mazana maviri, tivape vadye here?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Akapindura, akati kwaʋari: Imi muʋapei ɀaʋaŋgadya. Ʋakati kwaari: Tiŋgaenda kundoteŋga ɀiŋgwa namadenari anamazana maʋiri, tiʋape ʋadye here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Akapindura, akati kwavari, “Imi muvapei zvavangadya.” Vakati kwaari, “Tingaenda kundotenga zvingwa nemadhenari ana mazana maviri, tivape vadye here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Asi iye akavapindura achiti, “Vapei, iyemi, zvokudya.” Ivo ndokuti kwaari, “Mungati tiende tingondotenga zvingwa zvamazana maviri amadhenari kuti tigozovapa vadye here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Asi iye akavapindura achiti, “Vapei, iyemi, zvokudya.” Ivo ndokuti kwaari, “Mungati tiende tingondotenga zvingwa zvamazana maviri amadhenari kuti tigozovapa vadye here?”

Ver Capítulo Copiar




Mariko 6:37

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios