Mariko 6:28 - Shona BIBLE28 Akaenda, akamugura musoro mujeri, akauya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai vake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akaenda, akamugura musoro mutoroŋgo, akaʋuya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai ʋake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Akaenda, akamugura musoro mujeri, akauya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai vake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 ndokuuya nawo uri mudhishi, akaupa kumusikana; musikana ndokuupawo kuna amai vake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 ndokuuya nawo uri mudhishi, akaupa kumusikana; musikana ndokuupawo kuna amai vake. Ver Capítulo |