Mariko 5:9 - Shona BIBLE9 Akamubvunza, akati, “Zita rako ndianiko?” Akati kwaari, “Ndinonzi Regioni, nokuti tiri vazhinji.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akamubvunza, akati: Zita rako ndianiko? Akati kwaari: Regioni ndiro zita raŋgu, nokuti tiri ʋazhinji. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Akamubvunza, akati, “Zita rako ndianiko?” Akati kwaari, “Ndinonzi Regioni, nokuti tiri vazhinji.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.” Ver Capítulo |