Mariko 5:7 - Shona BIBLE7 akadanidzira nezwi guru, akati, “Ndine mhaka yeiko nemi Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusoro–soro? Ndinokupikirai naMwari kuti murege kunditambudza.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 akaɗanidzira nenzwi guru, akati: Ndinemhaka yeiko nemi Jesu, Mŋanakomana waMŋari Wokumsoro‐soro? Ndinokupikirai naMŋari kuti murege kunditambudza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 akadanidzira nezwi guru, akati, “Ndine mhaka yeiko nemi Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusoro-soro? Ndinokupikirai naMwari kuti murege kunditambudza.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 ndokuzhamba nezwi guru achiti, “Unei neni, Jesu Mwanakomana waMwari Wokumusorosoro. Ndinoti nezita raMwari rega, kunditambudza.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 ndokuzhamba nezwi guru achiti, “Unei neni, Jesu Mwanakomana waMwari Wokumusorosoro. Ndinoti nezita raMwari rega, kunditambudza.” Ver Capítulo |