Mariko 5:43 - Shona BIBLE43 Akavaraira zvikuru kuti zvirege kuziikanwa nomunhu; akati musikana ungapiwe zvokudya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Akaʋaraira ɀikuru kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu; akati, ŋgaapiwe ɀokudya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Akavarayira zvikuru kuti zvirege kuziikanwa nomunhu; akati musikana ungaapiwe zvokudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya. Ver Capítulo |