La Biblia Online

- Anuncios -

Mariko 5:4 - Shona BIBLE

4 Nokuti kazhinji aisungwa nezvisungo zvamakumbo nengetani, asi aidambura ngetani, nokudashura zvisungo; kwakanga kusino munhu aigona kumudzikamisa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti kazhinji waisuŋgwa neɀisuŋgo ɀamakumbo namaketani, asi waiɗambura maketani, nokuɗashura ɀisuŋgo; kwakaŋga kusinomunhu waigona kumunyoroʋesa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti kazhinji aisungwa nezvisungo zvamakumbo nengetani, asi aidambura ngetani, nokudashura zvisungo; kwakanga kusino munhu aigona kumudzikamisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 nokuti aimbosungwa namajoti nengetani kazhinji, asi aidambura ngetani nokuita majoti udimbu–udimbu. Naizvozvo kwakanga kusisina aigona kumudzikamisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 nokuti aimbosungwa namajoti nengetani kazhinji, asi aidambura ngetani nokuita majoti udimbu–udimbu. Naizvozvo kwakanga kusisina aigona kumudzikamisa.

Ver Capítulo Copiar

Mariko 5:4

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios