Mariko 5:33 - Shona BIBLE33 Mukadzi akatya, akadedera, achiziva zvaaitirwa, akauya, ndokuzviwisira pamberi pake, ndokumuudza zvirokwazvo zvose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mukadzi akatya, akaɗeɗera, aciziʋa ɀaaitirwa, akaʋuya, ndokuɀiwisira pamberi pake, ndokumuʋudza ɀirokwaɀo ɀose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Mukadzi akatya, akadedera, achiziva zvaaitirwa, akauya, ndokuzviwisira pamberi pake, ndokumuudza zvirokwazvo zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mukadzi uya, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, zvakanga zvoti kutya, zvikati kungwenda ndokuuya ozviwisira mberi kwake omuudza chokwadi chizere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mukadzi uya, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, zvakanga zvoti kutya, zvikati kungwenda ndokuuya ozviwisira mberi kwake omuudza chokwadi chizere. Ver Capítulo |