Mariko 5:32 - Shona BIBLE32 Zvino akaringa–ringa kuti aone akaita izvozvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino akariŋga‐riŋga kuti aʋone wakaita iɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Zvino akaringa-ringa kuti aone akaita izvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. Ver Capítulo |