Mariko 5:31 - Shona BIBLE31 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Munoona vanhu vazhinji vanokutsikirirai, zvino mungati seiko, ndiani andibata?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋadzidzi ʋake ʋakati kwaari: Munoʋona ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai, ɀino muŋgati seiko: Ndiani wandiɓata? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Munoona vanhu vazhinji vanokutsikirirai, zvino mungati seiko, ndiani andibata?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ” Ver Capítulo |