Mariko 5:18 - Shona BIBLE18 Zvino akati achipinda muigwa, iye aiva nemweya yakaipa akakumbira zvikuru kwaari kuti agare naye. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati acipinda mugwa, iye waiʋa nemŋeya yakaipa akakumbira ɀikuru kwaari kuti agare naye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Zvino akati achipinda muigwa, iye aiva nemweya yakaipa akakumbira zvikuru kwaari kuti agare naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Paakanga ava kupinda mugwa, munhu uya akambenge akapoterwa nemweya yakaipa akamuteterera kuti aende naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Paakanga ava kupinda mugwa, munhu uya akambenge akapoterwa nemweya yakaipa akamuteterera kuti aende naye. Ver Capítulo |