La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 5:14 - Shona BIBLE

14 Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvaitwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋaidzifudza ʋakatiza, ʋakandoʋudza iɀoɀo muguta naparuwa. Ʋakaʋuya kuzoʋona ɀaitwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu kauya kuzoona zvaitwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 5:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios