Mariko 4:7 - Shona BIBLE7 “Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga, dzikasaita vana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga, dzikasaɓereka ɀiɓereko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 “Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga, dzikasaita vana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzimwe mbeu dzakandowira muminzwa; minzwa yakakura ikadzivhunga dzikasaita vana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzimwe mbeu dzakandowira muminzwa; minzwa yakakura ikadzivhunga dzikasaita vana. Ver Capítulo |