Mariko 4:41 - Shona BIBLE41 Vakatya nokutya kukuru, vakataurirana vachiti, “Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyangwe negungwa zvinomuteerera?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋakatya nokutya kukuru, ʋakataurirana ʋaciti: Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyaŋge neguŋgwa ɀinomuterera? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200241 Vakatya nokutya kukuru, vakataurirana vachiti, “Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyange negungwa zvinomuteerera?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ivo vakabatwa nokutya kukuru, ndokutaurirana vachiti, “Ko uyu ndianiko uyu anoteererwa kunyange nemhepo negungwa?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ivo vakabatwa nokutya kukuru, ndokutaurirana vachiti, “Ko uyu ndianiko uyu anoteererwa kunyange nemhepo negungwa?” Ver Capítulo |