Mariko 4:4 - Shona BIBLE4 Akati achikusha, dzimwe mbeu dzakawira panzira; shiri dzikauya dzikadzidya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Wakati acikusha, dzimŋe mbeu dzakawira panzira; shiri dzikaʋuya dzikadzidya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Akati achikusha, dzimwe mbeu dzakawira panzira; shiri dzikauya dzikadzidya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achikusha dzimwe mbeu dzakandowira munzira, shiri ndokuuya dzikadzidya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paakanga achikusha dzimwe mbeu dzakandowira munzira, shiri ndokuuya dzikadzidya. Ver Capítulo |