La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 4:39 - Shona BIBLE

39 Akamuka, akarayira mhepo, akati kugungwa, “Nyarara, ugadzikane!” Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukavapo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Akamuka, akaraira mhepo, akati kuguŋgwa: Nyarara, ugadzikane! Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukaʋa’po.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Akamuka, akarayira mhepo, akati kugungwa, “Nyarara, ugadzikame!” Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukavapo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 4:39

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios