Mariko 4:31 - Shona BIBLE31 Hwakafanana netsanga yemasitadhi, iyo kana ichidyarwa muvhu iduku kumbeu dzose dzapanyika; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Bgakafanana netsaŋga yemastarda, iyo kana icidɀarwa muvu iɗuku kumbeu dzose dzapanyika; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Hwakafanana netsanga yemasitadhi, iyo kana ichidyarwa muvhu iduku kumbeu dzose dzapanyika; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Hwakaita setsanga yamasitadhi yokuti painodyarwa muvhu, inenge iri duku duku pane mbeu dzose dzapasi pose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Hwakaita setsanga yamasitadhi yokuti painodyarwa muvhu, inenge iri duku duku pane mbeu dzose dzapasi pose. Ver Capítulo |