La Biblia Online

- Anuncios -

Mariko 4:30 - Shona BIBLE

30 Zvino akati, “Ushe hwaMwari tichahufananidza neiko? Tichahuenzanisira nomufananidzo upiko?

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari ticabgufananidza neiko? Ticabguenzanisira nomufananidzo upiko?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino akati, “Ushe hwaMwari tichahufananidza neiko? Tichahuenzanisira nomufananidzo upiko?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Akatizve, “Umambo hwaMwari tingauenzanise neiko? Uye tingahufananidze nomuenzanisoiko?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Akatizve, “Umambo hwaMwari tingauenzanise neiko? Uye tingahufananidze nomuenzanisoiko?

Ver Capítulo Copiar

Mariko 4:30

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios