Mariko 4:29 - Shona BIBLE29 Kana yaibva, pakarepo anocheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Kana ɀiɓereko ɀaibva, pakarepo unoceka neɓaŋga, nokuti kuceka kwaȿika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Kana yaibva, pakarepo anocheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino kana koroni yaibva, anobva apinza jeko kuicheka, nokuti kukohwa kwasvika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvino kana koroni yaibva, anobva apinza jeko kuicheka, nokuti kukohwa kwasvika.” Ver Capítulo |