Mariko 4:25 - Shona BIBLE25 Nokuti uya ane chaanacho achapiwa, asi uya asina, achatorerwa kunyangwe nechaanacho.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti unaco ucapiwa, asi usina, ucatorerwa necaanaco. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti uya ane chaanacho achapiwa, asi uya asina, achatorerwa kunyangwe nechaanacho.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.” Ver Capítulo |