Mariko 4:15 - Shona BIBLE15 Vari munzira panokushwa shoko ndivo vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya, ndokubvisa shoko rakakushwa mavari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋari munzira panokushwa shoko ndiʋo ʋanoti kana ʋanzwa, pakarepo Satani unoʋuya, ndokubvisa shoko rakakushwa mukati maʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Vari munzira panokushwa shoko ndivo vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya, ndokubvisa shoko rakakushwa mavari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vari munzira munokushwa izwi, ndivo vaya vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya obvisa izwi rakushwa mavari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vari munzira munokushwa izwi, ndivo vaya vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya obvisa izwi rakushwa mavari. Ver Capítulo |