Mariko 3:9 - Shona BIBLE9 Akaudza vadzidzi vake kuti igwa rigare nokuda kwavazhinji, kuti varege kumutsikirira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaʋudza ʋadzidzi ʋake kuti kagwa kamugarire nokuɗa kwaʋazhinji, kuti ʋarege kumumanikidza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Akaudza vadzidzi vake kuti kagwa kamugarire nokuda kwavazhinji, kuti varege kumutsikirira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. Ver Capítulo |