Mariko 3:4 - Shona BIBLE4 Akati kwavari, “Zvakatenderwa here neSabata kuita zvakanaka kana zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Vakanyarara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akati kwaʋari: Ɀakatenderwa here nesaɓata kuita ɀakanaka kana ɀakaipa, kuponesa munhu kana kuʋuraya? Ʋakanyarara. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Akati kwavari, “Zvakatenderwa here neSabata kuita zvakanaka kana zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Vakanyarara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ndokuvati, “Ko, zvinobvumirwa here nomusi weSabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa; kuponesa munhu kana kuuraya?” Ivo vakati zi–i kunyarara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 ndokuvati, “Ko, zvinobvumirwa here nomusi weSabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa; kuponesa munhu kana kuuraya?” Ivo vakati zi–i kunyarara. Ver Capítulo |