Mariko 3:27 - Shona BIBLE27 “Hakuna munhu angapinda mumba moane simba, akatora nhumbi dzake, asati ambosunga ane simba; zvino angaparadza imba yake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Hakunomunhu uŋgapinda mumba mounesimba, akatora nhumbi dzake, asati ambosuŋga unesimba; ɀino uŋgaparadza imba yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 “Hakuna munhu angapinda mumba moane simba, akatora nhumbi dzake, asati ambosunga anesimba; zvino angaparadza imba yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro. Ver Capítulo |