Mariko 3:11 - Shona BIBLE11 Nemweya yakaipa yakati kana yamuona, yaiwira pasi pamberi pake, ikadanidzira ichiti, “Ndiwe Mwanakomana waMwari!” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nemŋeya yetȿina yakati kana yamuʋona, yaiwira pasi pamberi pake, ikaɗanidzira iciti: Ndiwe Mŋanakomana waMŋari! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Nemweya yakaipa yakati kana yamuona, yaiwira pasi pamberi pake, ikadanidzira ichiti, “Ndiwe Mwanakomana waMwari!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Uye mweya yakaipa payaingomuona yaizviwisira pasi pamberi pake ichidaidzira ichiti, “Iwe, uri Mwanakomana waMwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Uye mweya yakaipa payaingomuona yaizviwisira pasi pamberi pake ichidaidzira ichiti, “Iwe, uri Mwanakomana waMwari.” Ver Capítulo |