Mariko 2:5 - Shona BIBLE5 Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kuno akanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jesu wakati aciʋona kutenda kwaʋo, akati kunowakaŋga akafa mitezo: Mŋana, wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kunoakanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” Ver Capítulo |