Mariko 2:3 - Shona BIBLE3 Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakaʋuya ʋakaisa kwaari munhu wakaŋga akafa mitezo, akatakurwa na ʋanhu ʋanna. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana. Ver Capítulo |