La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 2:27 - Shona BIBLE

27 Akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata;

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Akati kwaʋari: Saɓata yakaitirwa munhu, munhu haana‐kuitirwa saɓata;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Akati kwavari, “Sabata yakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 2:27

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios