Mariko 2:21 - Shona BIBLE21 “Hakuna munhu anosonera chiremo chitsva panguo yakasakara, nokuti chiremo chitsva chinobvarura nguo yakasakara, buri rikanyanya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Hakunomunhu unosonera ciremo citȿa paŋguʋo yakasakara, nokuti ciremo citȿa cinobvarura ŋguʋo yakasakara, ʋuri rikanyanya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 “Hakuna munhu anosonera chiremo chitsva panguo yakasakara, nokuti chiremo chitsva chinobvarura nguo yakasakara, buri rikanyanya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru; kana akadaro, chiremo chitsva chinobvarura hanzu tsaru, ikabva yanyanya kubvaruka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru; kana akadaro, chiremo chitsva chinobvarura hanzu tsaru, ikabva yanyanya kubvaruka. Ver Capítulo |