Mariko 2:18 - Shona BIBLE18 Vadzidzi vaJohani naVaFarisi vakanga vachizvinyima zvokudya; vakauya vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani navadzidzi vaVaFarisi vanozvinyimireiko zvokudya, asi vadzidzi venyu havazvinyimi neiko?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋadzidzi ʋaJohane naʋaFarise ʋakaŋga ʋaciɀinyima ɀokudya; ʋakaʋuya ʋakati kwaari: Ʋadzidzi ʋaJohane naʋadzidzi ʋaʋaFarise ʋanoɀinyimireiko ɀokudya, asi ʋadzidzi ʋenyu haʋaɀinyimi neiko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Vadzidzi vaJohani navaFarisi vakanga vachizvinyima zvokudya; vakauya vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani navadzidzi vavaFarisi vanozvinyimireiko zvokudya, asi vadzidzi venyu havazvinyimi neiko?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino vadzidzi vaJohani navaFarisei vakanga vachitsanya. Vanhu ndokuuya kwaari ndokuti, “Seiko vadzidzi vaJohani navadzidzi vavaFarisei vachitsanya asi vadzidzi venyu vasingatsanyi?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvino vadzidzi vaJohani navaFarisei vakanga vachitsanya. Vanhu ndokuuya kwaari ndokuti, “Seiko vadzidzi vaJohani navadzidzi vavaFarisei vachitsanya asi vadzidzi venyu vasingatsanyi?” Ver Capítulo |