Mariko 2:13 - Shona BIBLE13 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakaɓuɗa ɀe akaenda kuguŋgwa; ʋazhinji ʋose ʋakaʋuya kwaari, akaʋadzidzisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Ver Capítulo |