Mariko 2:12 - Shona BIBLE12 Pakarepo akasimuka, akatora nhoo, ndokubuda pamberi pavo vose; naizvozvo vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari, vachiti, “Hatina kumboona zvakadai.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Pakarepo akasimuka, akatora nhoʋo, ndokuɓuɗa pamberi paʋo ʋose; naiɀoɀo ʋose ʋakashamiswa, ʋakarumbidza Mŋari, ʋaciti: Hatina‐kumboʋona ɀakaɗai. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Pakarepo akasimuka, akatora nhoo, ndokubuda pamberi pavo vose; naizvozvo vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari, vachiti, “Hatina kumboona zvakadai.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pakarepo munhu uya akati kwanyanu kusimuka, akatora rukukwe rwake akabuda vose vachiona, zvokuti vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari vachiti, “Aiwaiwa, hatisati tamboona zvakadai kwete.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pakarepo munhu uya akati kwanyanu kusimuka, akatora rukukwe rwake akabuda vose vachiona, zvokuti vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari vachiti, “Aiwaiwa, hatisati tamboona zvakadai kwete.” Ver Capítulo |