Mariko 1:41 - Shona BIBLE41 Akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Ndinoda, chinatswa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Akamunzwira ŋgoni, akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata, akati kwaari: Ndinoɗa, cinatswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200241 Akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Ndinoda, chinatswa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Zvino Jesu akamunzwira tsitsi ndokutambanudza ruoko rwake kwaari omubata, ndokuti kwaari, “Ndinoda, chipora uchenurwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 Zvino Jesu akamunzwira tsitsi ndokutambanudza ruoko rwake kwaari omubata, ndokuti kwaari, “Ndinoda, chipora uchenurwe.” Ver Capítulo |