Mariko 1:39 - Shona BIBLE39 Akaenda, akaparidza mumasinagoge avo muGareriya rose achibudisa mweya yakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akaenda, akaparidza mumasinagoge aʋo paGarirea rose aciɓuɗisa mŋeya yakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200239 Akaenda, akaparidza mumasinagoge avo muGariria rose achibudisa mweya yakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona39 Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa. Ver Capítulo |