Mariko 1:32 - Shona BIBLE32 Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Maɗekwana, zuʋa raʋira, ʋakaisa kwaari ʋose ʋakaŋga ʋacirwadziwa, naʋakaŋga ʋakaɓatwa nemŋeya yakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Ver Capítulo |