Mariko 1:23 - Shona BIBLE23 Zvino musinagoge ravo makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa, akadanidzira, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino musinagoge raʋo makaŋga munomunhu wakaŋga anomŋeya wetȿina, wakaɗanidzira, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Zvino musinagoge ravo makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa, akadanidzira, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba Ver Capítulo |