Mariko 1:22 - Shona BIBLE22 Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti wakaʋadzidzisa somunhu unesimba, asiŋgaiti saʋanyori. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo. Ver Capítulo |