Mariko 1:16 - Shona BIBLE16 Akati achifamba pagungwa reGareriya, akaona Simoni, naAndireya, munun'una waSimoni, vachikandira usvasvi mugungwa, nokuti vakanga vari vabati vehove. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Wakati acifamba paguŋgwa re Garirea, akaʋona Simoni, naAndrea, m unuŋuna waSimoni, ʋacikandira ʋutaʋ muguŋgwa, nokuti ʋakaŋga ʋari ʋaɓati ʋehoʋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Akati achifamba pagungwa reGariria, akaona Simoni, naAndireya, munun'una waSimoni, vachikandira usvasvi mugungwa, nokuti vakanga vari vabati vehove. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akati achipfuura napagungwa reGarirea akaona Simoni naAndireya munun'una wake vachikanda usvasvi mugungwa nokuti vaiva vabvuvi vehove. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jesu akati achipfuura napagungwa reGarirea akaona Simoni naAndireya munun'una wake vachikanda usvasvi mugungwa nokuti vaiva vabvuvi vehove. Ver Capítulo |