Mariko 1:11 - Shona BIBLE11 izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, ndinokufarira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.” Ver Capítulo |