Mapisarema 93:1 - Shona BIBLE1 Jehovha anobata ushe; akafuka umambo; Jehovha akafuka simba, akazvisunga chiuno naro; Nyikawo yakateyiwa, haingazununguswi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova unoɓata ʋushe; wakafuka ʋumambo; Jehova wakafuka simba, wakaɀisuŋga ciʋuno naro; Nyika ʋo yakateyiwa, haiŋgazunuŋguswi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha anobata ushe; akafuka umambo; Jehovha akafuka simba, akazvisunga chiuno naro; Nyikawo yakateyiwa, haingazununguswi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa. Ver Capítulo |