Mapisarema 91:7 - Shona BIBLE7 Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kurutiʋi rwako kucawa ʋanegumi ramazana, Nezana ramazana paruʋoko rwako rworudyi; Asi haɀiŋgasweɗeri kwauri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kurutivi rwako kungawire zvako churu kurudyi kwako kugowira gumi rezviuru asi iwe hapana chinokusvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kurutivi rwako kungawire zvako churu kurudyi kwako kugowira gumi rezviuru asi iwe hapana chinokusvika. Ver Capítulo |