Mapisarema 89:50 - Shona BIBLE50 Rangarirai, Ishe, kushorwa kwavaranda venyu; Kuti ndinotakura muchipfuva changu kushora kwavanhu vazhinji; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Raŋgarirai, Ishe, kushoʋorwa kwaʋaranda ʋenyu; Kuti ndinotakura mucifuʋa caŋgu kushoʋora kwaʋanhu ʋazhinji; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200250 Rangarirai, Ishe, kushorwa kwavaranda venyu; Kuti ndinotakura muchipfuva changu kushora kwavanhu vazhinji; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Rangarirai TENZI kushorwa kunoitwa muranda wenyu nokutakura kwandinoita mumwoyo mangu kushorwa ikoko kunobva kuvanhu vakawanda Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona50 Rangarirai TENZI kushorwa kunoitwa muranda wenyu nokutakura kwandinoita mumwoyo mangu kushorwa ikoko kunobva kuvanhu vakawanda Ver Capítulo |